Revhitiko 22:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mweya unobata zvose zvakadaro ngauve usina kuchena kusvikira manheru, uye munhu wacho ngaarege kudya chero chinhu chipi zvacho pazvinhu zvitsvene, asi anofanira kugeza muviri wake nemvura.+
6 Mweya unobata zvose zvakadaro ngauve usina kuchena kusvikira manheru, uye munhu wacho ngaarege kudya chero chinhu chipi zvacho pazvinhu zvitsvene, asi anofanira kugeza muviri wake nemvura.+