6 Izvi muchazvipa kuwedzera pamupiro unopiswa wemwedzi nemwedzi nemupiro wacho wezviyo+ uye mupiro unopiswa wagara uchipiwa nemupiro wacho wezviyo,+ pamwe chete nemipiro yacho yezvinwiwa,+ muchizvipa semapirwo azvagara zvichiitwa, semupiro unonhuhwirira zvakanaka, unopisirwa Jehovha nemoto.