Dheuteronomi 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:12 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 25 Nharireyomurindi,10/1/2009, p. 10
12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+