Dheuteronomi 14:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye usakanganwa muRevhi ari mumaguta ako,+ nekuti haana kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete newe.+
27 Uye usakanganwa muRevhi ari mumaguta ako,+ nekuti haana kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete newe.+