RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 18:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 “Iye zvino ona kuti ndapa vanakomana vaRevhi zvegumi zvese+ pakati paIsraeri kuti ive nhaka yavo nekuti vari kuita basa ravo rekushumira patende rekusanganira.

  • 2 Makoronike 31:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Akarayirawo vanhu vaigara muJerusarema kuti vape vapristi nevaRevhi zvavaifanira kupiwa,+ kuitira kuti vakwanise kunyatsotevedzera* zvaiva mumutemo waJehovha.

  • 1 VaKorinde 9:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanogara vachishumira paatari vanodyawo zviri paatari?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe