Dheuteronomi 21:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Uye vapristi, vedzinza raRevhi, vachasvika ipapo nekuti Jehovha Mwari wako akavasarudza kuti vamushumire,+ kuti vakomborere muzita raJehovha.+ Vachataura kuti magakava ese anobatanidza kurwisana anofanira kupedzwa sei.+
5 “Uye vapristi, vedzinza raRevhi, vachasvika ipapo nekuti Jehovha Mwari wako akavasarudza kuti vamushumire,+ kuti vakomborere muzita raJehovha.+ Vachataura kuti magakava ese anobatanidza kurwisana anofanira kupedzwa sei.+