Joshua 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Joshua akabva ati: “Izvi ndizvo zvichaita kuti muzive kuti Mwari mupenyu ari pakati penyu,+ uye kuti chokwadi achadzinga vaKenani, vaHiti, vaHivhi, vaPerizi, vaGigashi, vaAmori, nevaJebhusi+ pamberi penyu.
10 Joshua akabva ati: “Izvi ndizvo zvichaita kuti muzive kuti Mwari mupenyu ari pakati penyu,+ uye kuti chokwadi achadzinga vaKenani, vaHiti, vaHivhi, vaPerizi, vaGigashi, vaAmori, nevaJebhusi+ pamberi penyu.