1 Samueri 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 VaIsraeri vese vakanzwa shoko rekuti: “Sauro auraya varwi vevaFiristiya, uye iye zvino vaIsraeri vava kuvengwa chaizvo nevaFiristiya.” Saka vanhu vakaunganidzwa paGirigari+ kuti vabatane naSauro.
4 VaIsraeri vese vakanzwa shoko rekuti: “Sauro auraya varwi vevaFiristiya, uye iye zvino vaIsraeri vava kuvengwa chaizvo nevaFiristiya.” Saka vanhu vakaunganidzwa paGirigari+ kuti vabatane naSauro.