1 Samueri 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 VaIsraeri vose vakanzwa zvichinzi: “Sauro auraya boka revarwi revaFiristiya, zvino vaIsraeri vava kuvengwa kwazvo+ nevaFiristiya.” Naizvozvo vanhu vakaunganidzwa kuti vatevere Sauro kuGirigari.+
4 VaIsraeri vose vakanzwa zvichinzi: “Sauro auraya boka revarwi revaFiristiya, zvino vaIsraeri vava kuvengwa kwazvo+ nevaFiristiya.” Naizvozvo vanhu vakaunganidzwa kuti vatevere Sauro kuGirigari.+