1 Samueri 21:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nekuti pakanga pasina chimwe chingwa kunze kwechingwa chekuratidza chakanga chabviswa pamberi paJehovha. Pazuva rachakabviswa, chingwa chacho chainge chatsiviwa nechimwe chainge chichangobva kubikwa. 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:6 Jesu—Nzira, p. 76 Nharireyomurindi,3/15/2005, p. 309/1/2002, p. 18
6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nekuti pakanga pasina chimwe chingwa kunze kwechingwa chekuratidza chakanga chabviswa pamberi paJehovha. Pazuva rachakabviswa, chingwa chacho chainge chatsiviwa nechimwe chainge chichangobva kubikwa.