1 Samueri 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho. 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:6 Jesu—Nzira, p. 76 Nharireyomurindi,3/15/2005, p. 309/1/2002, p. 18
6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho.