2 Samueri 21:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi mambo akanzwira tsitsi Mefibhosheti+ mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, nemhaka yemhiko yakaitwa naDhavhidhi naJonatani+ mwanakomana waSauro pamberi paJehovha. 2 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:7 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2022, p. 13
7 Asi mambo akanzwira tsitsi Mefibhosheti+ mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, nemhaka yemhiko yakaitwa naDhavhidhi naJonatani+ mwanakomana waSauro pamberi paJehovha.