2 Samueri 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi mambo akanzwira tsitsi Mefibhosheti+ mwanakomana waJonatani mwanakomana waSauro nokuda kwemhiko+ yaJehovha yaiva pakati pavo, pakati paDhavhidhi naJonatani mwanakomana waSauro. 2 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:7 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2022, p. 13
7 Asi mambo akanzwira tsitsi Mefibhosheti+ mwanakomana waJonatani mwanakomana waSauro nokuda kwemhiko+ yaJehovha yaiva pakati pavo, pakati paDhavhidhi naJonatani mwanakomana waSauro.