2 Samueri 21:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Vakabva vaviga mapfupa aSauro neemwanakomana wake Jonatani muguva raKishi+ baba vaSauro, muguta reZiira,+ munyika yaBhenjamini. Pavakaita zvese zvakanga zvarayirwa namambo, Mwari akanzwa kuteterera kwavaiita kuti nyika yacho inzwirwe nyasha.+
14 Vakabva vaviga mapfupa aSauro neemwanakomana wake Jonatani muguva raKishi+ baba vaSauro, muguta reZiira,+ munyika yaBhenjamini. Pavakaita zvese zvakanga zvarayirwa namambo, Mwari akanzwa kuteterera kwavaiita kuti nyika yacho inzwirwe nyasha.+