1 Madzimambo 6:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mapuranga emusidhari emukati meimba yacho akanga akatemererwa mifananidzo yemichero yakaita semanwiwa madiki+ nemaruva akatumbuka.+ Zvese zvaiva zvemusidhari; hapana dombo raioneka.
18 Mapuranga emusidhari emukati meimba yacho akanga akatemererwa mifananidzo yemichero yakaita semanwiwa madiki+ nemaruva akatumbuka.+ Zvese zvaiva zvemusidhari; hapana dombo raioneka.