1 Madzimambo 8:56 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 56 “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa vanhu vake vaIsraeri nzvimbo yekuzororera, sezvaakavimbisa.+ Hapana kana shoko rimwe chete rakakundikana pavimbiso dzese dzakanaka dzaakaita achishandisa muranda wake Mozisi.+
56 “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa vanhu vake vaIsraeri nzvimbo yekuzororera, sezvaakavimbisa.+ Hapana kana shoko rimwe chete rakakundikana pavimbiso dzese dzakanaka dzaakaita achishandisa muranda wake Mozisi.+