1 Madzimambo 9:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako nechikumbiro chako chekuti unzwirwe nyasha chawaita pamberi pangu. Ndatsvenesa imba iyi yawakavaka nekuisa zita rangu pairi nekusingaperi,+ uye maziso angu nemwoyo wangu zvichagara zviri pairi.+
3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako nechikumbiro chako chekuti unzwirwe nyasha chawaita pamberi pangu. Ndatsvenesa imba iyi yawakavaka nekuisa zita rangu pairi nekusingaperi,+ uye maziso angu nemwoyo wangu zvichagara zviri pairi.+