1 Madzimambo 14:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Akatora pfuma yeimba yaJehovha nepfuma yeimba yamambo.*+ Akatora zvese, kusanganisira nhoo dzese dzegoridhe dzakanga dzagadzirwa naSoromoni.+
26 Akatora pfuma yeimba yaJehovha nepfuma yeimba yamambo.*+ Akatora zvese, kusanganisira nhoo dzese dzegoridhe dzakanga dzagadzirwa naSoromoni.+