2 Madzimambo 18:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mugore rechina raMambo Hezekiya, kureva gore rechi7 raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo weIsraeri, Mambo Sharimaneseri weAsiriya akauya kuzorwisa Samariya, akatanga kuikomba.+
9 Mugore rechina raMambo Hezekiya, kureva gore rechi7 raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo weIsraeri, Mambo Sharimaneseri weAsiriya akauya kuzorwisa Samariya, akatanga kuikomba.+