2 Madzimambo 18:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino mugore rechina raMambo Hezekiya, kureva gore rechinomwe raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Sharimaneseri+ mambo weAsiriya akauya kuzorwisa Samariya, akatanga kurikomba.+
9 Zvino mugore rechina raMambo Hezekiya, kureva gore rechinomwe raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Sharimaneseri+ mambo weAsiriya akauya kuzorwisa Samariya, akatanga kurikomba.+