2 Madzimambo 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Akabva ikoko akakwidza kuBheteri. Paakanga ari munzira achienda, vakomana vadiki vakabuda muguta vakatanga kumunyomba,+ uye vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza, kwira! Iwe nyamhanza, kwira!” 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:23 Nharireyomurindi,8/1/2005, p. 9 “Rugwaro Rwose,” p. 74
23 Akabva ikoko akakwidza kuBheteri. Paakanga ari munzira achienda, vakomana vadiki vakabuda muguta vakatanga kumunyomba,+ uye vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza, kwira! Iwe nyamhanza, kwira!”