2 Madzimambo 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino akabva ikoko akaenda kuBheteri.+ Zvaakanga achienda ari munzira, vakomana+ vaduku vakabuda muguta, vakatanga kumunyomba,+ vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza,+ kwira! Iwe nyamhanza, kwira!” 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:23 Nharireyomurindi,8/1/2005, p. 9 “Rugwaro Rwose,” p. 74
23 Zvino akabva ikoko akaenda kuBheteri.+ Zvaakanga achienda ari munzira, vakomana+ vaduku vakabuda muguta, vakatanga kumunyomba,+ vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza,+ kwira! Iwe nyamhanza, kwira!”