2 Madzimambo 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Akabva ati: “Panguva ino gore rinouya, uchange wakabata mwanakomana mumaoko ako.”+ Asi mukadzi wacho akati: “Aiwa tenzi wangu, muri munhu waMwari wechokwadi! Musanyepera muranda wenyu.”
16 Akabva ati: “Panguva ino gore rinouya, uchange wakabata mwanakomana mumaoko ako.”+ Asi mukadzi wacho akati: “Aiwa tenzi wangu, muri munhu waMwari wechokwadi! Musanyepera muranda wenyu.”