2 Madzimambo 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino iye akati: “Panguva ino yakatarwa gore rinouya uchange wakagumbatira mwanakomana.”+ Asi akati: “Aiwa, tenzi wangu, haiwa munhu waMwari wechokwadi! Musarevera mushandikadzi wenyu nhema.”
16 Zvino iye akati: “Panguva ino yakatarwa gore rinouya uchange wakagumbatira mwanakomana.”+ Asi akati: “Aiwa, tenzi wangu, haiwa munhu waMwari wechokwadi! Musarevera mushandikadzi wenyu nhema.”