2 Madzimambo 15:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Menahemu mwanakomana waGadhi akabva kuTiza+ akauya kuSamariya, akabaya Sharumu+ mwanakomana waJabheshi muSamariya. Pashure pekunge amuuraya, akava mambo panzvimbo yake.
14 Menahemu mwanakomana waGadhi akabva kuTiza+ akauya kuSamariya, akabaya Sharumu+ mwanakomana waJabheshi muSamariya. Pashure pekunge amuuraya, akava mambo panzvimbo yake.