1 Makoronike 29:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakanyatsozvipira kwamuri+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zviyeuchidzo zvenyu, nemirau yenyu, uye kuti aite zvinhu zvese izvi, ovaka temberi* yandakagadzirira zvekuvakisa.”+
19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakanyatsozvipira kwamuri+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zviyeuchidzo zvenyu, nemirau yenyu, uye kuti aite zvinhu zvese izvi, ovaka temberi* yandakagadzirira zvekuvakisa.”+