1 Makoronike 29:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+
19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+