2 Makoronike 6:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika iri kure kana iri pedyo,+
36 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika iri kure kana iri pedyo,+