2 Makoronike 16:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+ 2 Makoronike Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:9 Swedera Pedyo naJehovha, p. 43 Nharireyomurindi,10/15/2002, p. 14
9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+