2 Makoronike 36:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi vakaramba vachiseka nhume dzaMwari wechokwadi,+ uye vakazvidza mashoko ake,+ vakanyomba vaprofita vake,+ kusvikira Jehovha atsamwira vanhu vake zvikuru,+ kusvikira vasisabatsiriki.* 2 Makoronike Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 36:16 Mukai!,6/8/2003, p. 14
16 Asi vakaramba vachiseka nhume dzaMwari wechokwadi,+ uye vakazvidza mashoko ake,+ vakanyomba vaprofita vake,+ kusvikira Jehovha atsamwira vanhu vake zvikuru,+ kusvikira vasisabatsiriki.*