Zvirevo 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ita izvi, mwanakomana wangu, uzvisunungure,Nekuti wakawira muruoko rwemuvakidzani wako: Enda unozvininipisa, ukurumidze kuteterera muvakidzani wako.+ Zvirevo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:3 Nharireyomurindi,9/15/2000, pp. 25-267/15/1991, p. 27
3 Ita izvi, mwanakomana wangu, uzvisunungure,Nekuti wakawira muruoko rwemuvakidzani wako: Enda unozvininipisa, ukurumidze kuteterera muvakidzani wako.+