Zvirevo 30:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndiani akambokwira kudenga akaburuka?+ Ndiani akambounganidza mhepo mumaoko ake? Ndiani akamboputira mvura muchipfeko chake?+ Ndiani akasimbisa* migumo yese yenyika?+ Anonzi ani uye mwanakomana wake anonzi ani, kana uchiziva?
4 Ndiani akambokwira kudenga akaburuka?+ Ndiani akambounganidza mhepo mumaoko ake? Ndiani akamboputira mvura muchipfeko chake?+ Ndiani akasimbisa* migumo yese yenyika?+ Anonzi ani uye mwanakomana wake anonzi ani, kana uchiziva?