Muparidzi 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Pfuma iyoyo yakaparara nepamusana pezvinhu zvisina* kuzofamba zvakanaka, uye paanozobereka mwanakomana, anenge asisina nhaka yekumusiyira.+
14 Pfuma iyoyo yakaparara nepamusana pezvinhu zvisina* kuzofamba zvakanaka, uye paanozobereka mwanakomana, anenge asisina nhaka yekumusiyira.+