Zvirevo 23:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Usazvifondotsa kuti uwane pfuma.+ Mira uratidze kuti unonzwisisa.* 5 Paunokanda maziso ako pairi, inenge isisipo,+Nekuti chokwadi ichamera mapapiro segondo yobhururuka mudenga.+ Mateu 6:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Regai kuzviunganidzira pfuma panyika,+ pane chitemamachira* nengura zvinodya uye pane mbavha dzinopaza dzoba.
4 Usazvifondotsa kuti uwane pfuma.+ Mira uratidze kuti unonzwisisa.* 5 Paunokanda maziso ako pairi, inenge isisipo,+Nekuti chokwadi ichamera mapapiro segondo yobhururuka mudenga.+
19 “Regai kuzviunganidzira pfuma panyika,+ pane chitemamachira* nengura zvinodya uye pane mbavha dzinopaza dzoba.