Isaya 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Maserafi akanga akamira kumusoro kwake; rimwe nerimwe riine mapapiro 6. Rimwe nerimwe* rainge rakavhara chiso charo nemaviri, rakavhara tsoka dzaro nemaviri, uye raibhururuka nemaviri. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:2 Nharireyomurindi,12/1/2011, p. 2610/15/1987, p. 16 Uprofita hwaIsaya I, pp. 88-89
2 Maserafi akanga akamira kumusoro kwake; rimwe nerimwe riine mapapiro 6. Rimwe nerimwe* rainge rakavhara chiso charo nemaviri, rakavhara tsoka dzaro nemaviri, uye raibhururuka nemaviri.