Isaya 37:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye akakanda vanamwari vawo mumoto,+ nekuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko emunhu, danda nedombo. Ndokusaka akakwanisa kuvaparadza.
19 Uye akakanda vanamwari vawo mumoto,+ nekuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko emunhu, danda nedombo. Ndokusaka akakwanisa kuvaparadza.