Isaya 37:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+
19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+