16 Ndichafambisa mapofu munzira yaasingazivi+
Ndoita kuti afambe mumakwara aasingazivi.+
Ndichaita kuti rima riri pamberi pawo rive chiedza+
Ndoita kuti nzvimbo isina kuenzana ive nyika yakati sandara.+
Izvi ndizvo zvandichaaitira, uye handizoasiyi.”