-
Isaya 50:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 “Imi mese vari kubatidza moto,
Muchiita kuti pfarivari dzemoto dziputikire mudenga,
Fambai muchiedza chemoto wenyu,
Pakati pepfarivari dzamabatidza.
Izvi ndizvo zvamuchawana kubva muruoko rwangu:
Mucharara pasi muchirwadziwa kwazvo.
-