Isaya 50:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Tarirai! Imi mose muri kubatidza moto, muri kuita kuti pfarivari dzivheneke, fambai muchiedza chomoto wenyu, uye pakati pepfarivari dzamabatidza. Muchawana izvi kubva paruoko rwangu: Mucharara pasi muchirwadziwa kwazvo.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 50:11 Uprofita hwaIsaya II, p. 164
11 “Tarirai! Imi mose muri kubatidza moto, muri kuita kuti pfarivari dzivheneke, fambai muchiedza chomoto wenyu, uye pakati pepfarivari dzamabatidza. Muchawana izvi kubva paruoko rwangu: Mucharara pasi muchirwadziwa kwazvo.+