Isaya 59:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Akaona kuti pakanga pasina munhu,Uye akashamisika kuti hapana aireverera,Saka ruoko rwake pachake ndirwo rwakaita kuti pave neruponeso,*Uye kururama kwake kwakamutsigira. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 59:16 Uprofita hwaIsaya II, pp. 297-298
16 Akaona kuti pakanga pasina munhu,Uye akashamisika kuti hapana aireverera,Saka ruoko rwake pachake ndirwo rwakaita kuti pave neruponeso,*Uye kururama kwake kwakamutsigira.