Isaya 59:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino paakaona kuti kwakanga kusina munhu, akakatyamadzwa kuti kwakanga kusina murevereri.+ Ruoko rwake rwakaponesa nokuda kwake, uye kururama kwake kwaiva chinhu chaimutsigira.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 59:16 Uprofita hwaIsaya II, pp. 297-298
16 Zvino paakaona kuti kwakanga kusina munhu, akakatyamadzwa kuti kwakanga kusina murevereri.+ Ruoko rwake rwakaponesa nokuda kwake, uye kururama kwake kwaiva chinhu chaimutsigira.+