Jeremiya 48:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Zvanzi naJehovha wemauto,+ Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ rine nhamo, nokuti rapambwa! Kiriyataimu+ ranyadziswa, ratorwa. Nzvimbo yakakwirira yakachengeteka yanyadziswa uye yavhundutswa.+
48 Zvanzi naJehovha wemauto,+ Mwari waIsraeri, pamusoro peMoabhi:+ “Nebho+ rine nhamo, nokuti rapambwa! Kiriyataimu+ ranyadziswa, ratorwa. Nzvimbo yakakwirira yakachengeteka yanyadziswa uye yavhundutswa.+