Ezekieri 3:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Asi pandinotaura newe, ndichavhura muromo wako, uye unofanira kuti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu ari kuteerera ngaaterere,+ uye ari kuramba kuteerera ngaarambe, nekuti ivo imba inopanduka.+
27 Asi pandinotaura newe, ndichavhura muromo wako, uye unofanira kuti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu ari kuteerera ngaaterere,+ uye ari kuramba kuteerera ngaarambe, nekuti ivo imba inopanduka.+