Ezekieri 3:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Pandinotaura newe ndichavhura muromo wako, uye iwe uti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu anonzwa ngaanzwe,+ uye anoramba ngaarambe, nokuti ivo iimba inopandukira.+
27 Pandinotaura newe ndichavhura muromo wako, uye iwe uti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu anonzwa ngaanzwe,+ uye anoramba ngaarambe, nokuti ivo iimba inopandukira.+