Ezekieri 27:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vanhu vekwaDhedhani+ vaitengeserana newe uye waiva nevanhu vaikutengesera zvinhu zvako pazvitsuwa zvizhinji, vachikupa nyanga dzenzou+ nematanda emuti wemushuma.
15 Vanhu vekwaDhedhani+ vaitengeserana newe uye waiva nevanhu vaikutengesera zvinhu zvako pazvitsuwa zvizhinji, vachikupa nyanga dzenzou+ nematanda emuti wemushuma.