Ezekieri 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Waiva muEdheni, munda waMwari. Wakanga wakashongedzwa nematombo ese anokosha anoti,Rubhi, topazi, nejaspa; krisoriti, onikisi, nejedhi; safaya, tekoizi,+ neemaradhi.Matombo iwayo ainge akasungirirwa pagoridhe, Uye ndakaagadzira zuva randakakusika.
13 Waiva muEdheni, munda waMwari. Wakanga wakashongedzwa nematombo ese anokosha anoti,Rubhi, topazi, nejaspa; krisoriti, onikisi, nejedhi; safaya, tekoizi,+ neemaradhi.Matombo iwayo ainge akasungirirwa pagoridhe, Uye ndakaagadzira zuva randakakusika.