Ezekieri 39:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Marudzi achaziva kuti vanhu veimba yaIsraeri vakatapwa nemhaka yekutadza kwavo, nekuti vakanga vasina kutendeka kwandiri.+ Ndokusaka ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko evavengi vavo,+ uye vese vakaurayiwa nebakatwa.
23 Marudzi achaziva kuti vanhu veimba yaIsraeri vakatapwa nemhaka yekutadza kwavo, nekuti vakanga vasina kutendeka kwandiri.+ Ndokusaka ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko evavengi vavo,+ uye vese vakaurayiwa nebakatwa.