-
Dhanieri 2:31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 “Imi mambo makanga makatarisa, uye makaona chifananidzo chakakura kwazvo. Chifananidzo chacho chainge chakamira pamberi penyu, chichipenya kwazvo uye chakanga chakakura, chichityisa kwazvo.
-