-
Dhanieri 6:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Mambo paakangonzwa mashoko aya, akanetseka chaizvo uye akafunga kuti onunura sei Dhanieri; uye zuva rakatosvika pakunyura achiedza zvese zvaaigona kuti amununure.
-